Korpus: sna-zw_web_2013_10K

Weitere Korpora

2.5.11 Distribution of Letter K in Sentences

Number of sentences containing a fixed number of occurrences of the specified character


Gnuplot diagram

# of occurrences # of sentences Sample sentence
0 439 Tendai anogara mumusha mumwe chete naChipo.
1 560 Ane tsika, nhamba dzangu idzi 0775 838 608.
2 832 Ndinoda ari HIV positive ane vana vake nekuti ini ndine vangu achishanda basa riri nani.
3 1047 Mutongi Vongai Muchuchuti akati mari yemendenenzi iyi yaizobatirwa kubasa kwaMangwana mwedzi woga-woga.
4 1100 Akakuvenga hauswere uye isu tinotovatya, tiri vana vadiki mubasa iri,” akadaro mumwezve muroyi.
5 1196 Ini ndiri jaya rizere rine makore 19 uye ndinotsvagawo musikana ane makore ari pasi peangu kusvika 20. Anondidawo ngaandibate pa0778 585 593.
6 1087 Mungava-tsoropodze, asi dai pasina kumira nokushingirira kwavaita makore ose atataura aya, dai pasina mazakwatira amapato anonzi vana MDC; dai pasinawo mapato akaita seMavambo nemamwe.
7 949 Haasi mukadzi uyu bedzi ari kusangana neizvi, vakawanda asi kungoti vazhinji vavo havafumure zvinenge zvaitika ikoko.
8 771 Nyaya iyi inonyanya kutaurika kuzvipatara apo murwere anenge auya aine hwema, vana chiremba vanotozotsvaga ana mukoti kuti vageze murwere uyu kuti vagone kunyatsomuvheneka.
9 632 Imwe yenyaya dzerudzi urwu iri kudunhu raShe Matsiwo, kuMbire kuGuruve uko kune vanhu vanokwana 12 vari kutaura kuti varoyi vemandorokwati.
10 453 HIV tichafamba nayo kwenguva nekuti hakuna mushonga unopedza denda iri kunze kwemaARV anopedza simba neuturu hwechirwere kuti chisapararire mumuviri naizvozvo zviri kwatiri kufuga kana kuwarira.
11 319 “Kubva muhurukuro dzatiri kuita nevari kuda kutibatsira, ndinoona mutambo wedu uyu uchikura zvakare kana tikave vanhu vakarongeka,” anodaro Choga.
12 209 Floyd (36) ari kuronga kuita mutambo uyu kanova kekutanga muhupenyu hwake kuita izvi kuUK uye mashoko aya akaburitswa nemupangi wake wemazano, Leonard Ellerbe.
13 162 “Kakawanda kacho uyu ndiwo mukana wekuti vaimbi vari kusimukira varidzewo nekusangana nevave nembiri kare, izvi zvinobatsira pakuumba ukama nekudzidzawo maridziro anoita vagara mubasa ava nezvimwewo,” akadaro Atumise.
14 103 Zvakangokosha kuti kana murume wako akabva kubasa kana kuti asingaendi kubasa umubate zvakanaka nekuti haungazivi remangwana renyu kuti rinozomira sei.
15 48 Izvi zvinotevera mashoko akambobuda ekuti Joyline apo akambogara kuna baba vake kwaMutoko kare, vaigara vachimurova izvo zvakaita kuti azotiza ikoko inova nyaya yakarambwa nababa vake.
16 44 Pane makore akamboita mbiri yokusawarirana kwamarudzi akafanana nemaIgbo, Hausa, Fulani nemamwe asi nhasi uno muZimbabwe hapana anoziva kuti uyu ndewokupi, uyu murudzii kana kuti chitendero chake ndechipi kunze kwokuti apfeka mapfekero asinganetsi kuziva.
17 26 Kukwira kana kudzika kweBp kunonetsa kuziva nekuti kazhinji hapana zviratidzo zvaunoona, unotozoona zviratidzo warwara nechimwe chinhu zvakonzerwa nekukwira kana kudzika kwayo.
18 11 Mukadzi anozoona kuti nyaya ichafamba sezvaanoda, mukadzi nemurume kwava kurega kuramba vachitatadzurana nemashoko mavi nekuti kamwe kamwana kavo kanodzoka kubva kunotandara kachichema-chema nenyaya yekuda kurara.
19 8 KWASHE Mangwende, kwaMurehwa kunonzi kwakaitika mashura apo kamwe kamwana kechikoro keko kanonzi kakafa mushure mekumedza dombo apo kaiva kuchikoro.
20 2 “Peter takaona kuti tikada kuti timuunze kuno kuHarare kunomuitira kure nechikwata chake saka takawirirana naye kuti tinoita mashoo kunzvimbo yake kuti zvisamupe dambudziko pakufamba,” akadaro Tsandukwa.
22 1 Takaenda kwasabhuku Vhitirini ndokunosvika kumakuva uko takawana kuine jahwi revaroyi veko - varume, vakadzi, vakomana nevasikana - ndokusvikoedza kupinda pakati pavo avo vakatenge vari mubishi kudya nyama kare,” akadaro.
23 1 Kukosha kwokuvakidzana kwenyika kwokuti zvaunoitira vavakidzani vako ndizvo zvaunoitawo kunyika dziri kure tinokuona kana tikatarisa nyika dziri kubudirira zvikuru – nyika dzezvidhinha kana kuti maBRICS (Brazil, Russia, India, China neSouth Africa).
88 msec needed at 2018-06-16 09:57